Real life real.Stories

Real life real.Stories

Share

Sharing our life style , challenges, engaging with other people

16/10/2026

Pamwe pacho ndotofunga kuti marwadzo ndohwatove hupenyu hangu mufunge, mapiritsi epain ndohwatove hupenyu hangu, dayi jehovha vandiwanira, Hoza Friday good people

16/10/2026

Family members , kana tatadzirana semhuri, garayi pasi modaidza vanhu vakuru mogadziriswa , Social media yamoudza haina help yainokupayi, kunze kwekuti murikuvapa Content henyu, voita mari nePrivate life yenyu yavo vakaviga, there is always life after social media mangwana munosangana semhuri, iwe wakambo. Muunza pamedia, uyewo hapasi pese panoita hama pfuma nekuti vakaromba kwete imwe pfuma kushanda nesimba, asi vamwewo vanoromba

16/10/2026

Happy Friday good people, enjoy your day with Joy and Laughter maka kosha vanhu imwi modiwa neni

14/10/2026

Munombo fungawo here mental health yevanhu after mavapwanyira dzimba , hakuna here imwe way yekugadzirisa pasina kuvapazira dzimba dzavo, Chasara kuurawa tichinzi hatifanirwe kugara mu nyika sezvo tisina chedu, wonzwa vachiti dzokayi kumusha imika miswai, kudzoka kuzoita Street woman nevana,

14/10/2026

Good morning Meta family,it's midweek good people,lets keep pushing one step at a time , we are closer,never give up Consistency is the Key , Blessed Wednesday

13/10/2026

Hatirase mbereko nekufirwa
Maswera seyi vekuchipatara hanzi vaveseyi tifambirane nevamwe , ndoreva avo vaimbove mutungamiri wenyika

13/10/2026

Ngatinamatireyi vana vedu ava, kune vana vakaurayana vachitamba chikudo vese vakomana vana ava, pakadonha wekufa Sahwira akamhanya kunodaidza vakuru kuti arikuramba kumuka vakuru vachisvika ndokuwana kuti atofa, Sahwira achiudzwa akachema, zvinosiririsa akabata umwe wake achikumbira ruregerero, vemutemo vaksvika vakawana Sahwira aripo akarinda umwe wake, Haana kutiza akamira mind you vana ava 14 ne17 zvinosoririsa, chimwe chikudo chinoitwa nevana chinokuvadzisa

13/10/2026

Good morning Meta family happy Tuesday maveko here kumabasa isu tichiri mubhazi kuyenda

12/10/2026

Good night good people it's gonna be a long week Mainini bhoki vanzi vakumbire ruregerero, kuna mandebvu nechimwe chigananda hanzi akasaita sorry vanomuvinga , uyewo wesi bande ane zvaakandawo kupage kwake pamusoro pamandebvu, Content yemazita ndawona vanhu vangangurwa, watch and see henyu, sweet dreams katatau,, zve maZita siirayi Bread of War, wet firewood nekuti haasi kuAfrica she's safe

12/10/2026

What's up for lunch as for me bead and left over chicken pieces ,toda kuona mbinga show us what you're having for lunch good afternoon

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Polokwane?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Website

Address


13078 Greenside
Polokwane
0699

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Real life real.Stories posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Subscribe

We will notify you when anything happens in Polokwane.