Empress Tariro Diaries
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Empress Tariro Diaries, Health/Beauty, 134, Cape Town.
Hanzi Mai vaLucy vakarotera Lucy hope asati afa vakamuudza Kuti huya timbofamba akati Dady havadi kundishaya sekuona kwenyu chingava chii chakauraya Lucy
Madzimai Grace muimbiri wekuMarondera regerai kuita bonde namadzibaba Rorenzi ππEhe tazvinzwa namadzibaba Bigboss Kobo
Olla warohwa back to sender kaaa wakamboita godo vana Tyte vataridza Mari yavo papublic nhasi ndiwewo chive chidzidzo ngatitambei mushe
DJ Ollah makabata basa well done β
kana pane baby riripedyo nemi batiswai mazamu kana kupiwa drink mushop ndouya ndobhadhara
π
ππ€£π
Pa security yevana pagonekwa coz Tete naG6 handivaoni mushe
Sir Wicknel muchengete vana venyu Muri ikko G6 aratidza Kuti hazvikwanisi ππ
Haa Sonja wakagona ukabva kwaChivhayo kumharapatsetse iwe
G6 kana waida Lulu chaizvo wakadii ukaenda naye Sir Wicknel vakasara tundebvu
Nekuwanda kwaakaita maporofita akapiwa Mota naSir Wicknel pashaya kana umwe aporofita Kuti misoro iripi here ππ
Hanzi G6 akanyenga Sonja akarambwa ndosaka Anga achihumana π
Nguva yapedzwa naG6 achitaura Dai Mapa vashandi vaSir Wicknel vataura
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
134
Cape Town
Alerts
Be the first to know and let us send you an email when Empress Tariro Diaries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.