The RooM Of Confessions

The RooM Of Confessions

Share

Confessions,Secrets and Entertainment

11/08/2026

I am heartbroken πŸ’”πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­

10/08/2026

Kwedu tatemwa nerakagomara my young sister Melod my Siyakurima from Murewa but anqa achigara Kuno SA ku Happy Valley.mwana wedu hakuchina veduwee ndarwadziwa 😭😭😭😭😭may her soul rest in peace πŸ•ŠοΈπŸ•ŠοΈπŸ•ŠοΈ

10/08/2026

Limpopo boy πŸ˜‹πŸ˜‹

10/08/2026

Ko sy varkupara mhaka ku UK varume varikuuraya vakadzi ava vanenqe vane cut nezvibvudzi zvakamonwa pamsoro zvisinqakamwe, yuwiii imhiko hr?

09/08/2026

Hello aunty.ndinavo baba vakandinhongao mu comment section menyu.ndakakwira kunoona munhu nemari yangu.mdasvika kwakumiswa pachingoro kumusika.kusvika ndati mukundipisireiko nezuva .akuti uda tiende kumba.ndikamuti mubvunzo hwayi wanditi HUYA.kwwkuends pamusika kwakutora ,apple 1,cucumber 1,orange 1 nemasawu ndobva taenda.kwakusvika mu 1 room make .mungori ne bed ND wardrobe.taagara hamuna gas kana cup kana spoon kana bucket mine bed ND blankets kwakuda kurara neni ndikaramba.we had romanc.he tryd forcing ndikaramba.ndakuyenda only to realis kt combi unotodzikira pa gate pake bt kwandakanzi burukira it's 15 min walk ND was wondering why adaro.handina kupiwa kana cent recombi.on my way I texted kt combi yanzi $.50 ND m left ne $.akangovhura. Akanyarara .I kept quiet.mangwana manheru kwakt wakabva wait ziii.ndikamuti inga I texted ukanyarara so waida ndidii.manheru akungotexta ndangodaira.nezuro kwakufona hanzi ndokumbiroo kukuona ndikamuti wen akati nhasi ndikati I cnt.akati unoita free riini ndikamuti I don't know.akati let me know uri free....ndinganzi am wrong here tete.plus ndakafunga kt imba rudziii or ts their BASE rekuvatira bakadzi.imba isina kana bucket kana chiii.hanzi ndodya out.

Imba yechipfambi siya kuitiswa hama yangu murume wemunhu ...

09/08/2026

Moses Mwase from Bindura panemnhu anonqa passport yako pa train station ku Kuisriver Capetown πŸ™

08/08/2026

VAmwene vakashanya kubva kumusha kuuya kuHarare. Saka after work ndakawana mwana asina kubvisa uniform ari grade 3. Ndokutora bhande ndichida kurova iye achibva atizira pana gogo vacho. Vakabva vatomubata pamakumbo ini ndokusvika ndichimubvuta kwakurova. Vamwene vakangoramba vakanyarara but hubby ndiye akuita big issue. Hanzi wakashora mai kumbira ruregerero. Hee mwana haabvutwi kana atizira kuna gogo. Ndakamuti kana kuuya kwamai vako kuchitadzisa kuranga mwana better vasauya zvavo. Now hatisi kutaudzana akatsamwa. Nhai ndiri wrong here ipa γ‚šviralγ‚·

07/08/2026

Ayewa Mwari yanqu nhamo irinani zvayo pamakomborero amanqa mchida kundipa ipay zvenyu baba namai Olly πŸ™πŸ™πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­haa vakomana

Want your business to be the top-listed Beauty Salon in Cape Town?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Category

Telephone

Address


Cape Town