Chinamwali Secrets , Ladies Lounge
Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Chinamwali Secrets , Ladies Lounge, Beauty, cosmetic & personal care, Madokero, Harare.
14/10/2026
Makambozviona here kuti kana munhu akaona kuti arikukundikana in a certain areas of their lives they start telling themselves something just to make themselves feel better.... If someone is doing well in their career they buy a car or a house kana ari murume zvinonzi arikuba uyu kana ari mukadzi zvinonzi zvirikupiko arikurara naboss wake or arikuhura ....when they doing well in business kunonzi"uuumm mati zviri zvega here izvi akaromba uyu .... Vakaona a couple in love , " it will end in tears ,heee arikuhura hausati wangozvinata chete"All these statements are a way of comforting themselves so that they remain in their comfort zones so that they don't to push themselves to be better have,no push no ambition nothing.. now IPO pano pane vanhu vanoti vakaona tichidzidzisana vamwe vachiuya nema testimony emaherbs and lessons,they start saying " kupi ko mubikirwa uyo haaa it's not real , haaa marriage haina mugoni,heeee no one is above the program, .... Don't mind them that's what helps them sleep at night....
26/09/2026
Ivava vasikana vema tattoo ekuwanda nema nose ring hobho ndidzo mbeu dzirikutora varume venyu kutosiiwa wani nevana 7 achienda nemusikana wemuma streets anenge achitomu double crosser futi ,asi nekuda kwemananzvirwo anoita mboro neteam iri murume wako ano surrender ega ma title deeds emarriage , Pastor kutiza mhuri wani vachienda nemusikana wema tattoo kumagaro the same women whom the society refer to as trash are the ones varikutengerwa ma mansion nevarume venyu ,varikuitwa ma second wife kuchatwa navo big house isingazive nekuda kwekuti aka chimaster chigame che mboro,akaziva pekunanzva kuti asvike pa A- spot yadzedzi vekumba kwenyu, meanwhile you are busy following vanhu vanotuka mamarriages on Facebook, you are in comment section supporting the marriage haina formula regime ..... My dear darlings murume anoswatanudzwa nebeche ,kumuita chidzoi chako zvako kana wada pasina mupfuhwira kana chii beche iri ,iroro raunaro pakati pemakumbo , vasikana ava vanoziva kuya kwatinoti kumedura medura ava Join lessons
26/09/2026
Haaa girls dzangu net hamusikuriziva iri ndati net iri rinopedza kwete zvekunyepa ka ππ kana waripfeka make sure une energy yekurara uchishadagwa because unosvirwa kusvika waakuita mboro yekudzvova ππ mumbure uyu hauna kumira zvakanaka uyu ... Kana waupfeka boora pakati usapfeke bhrugwa ...beche ngarishevhwe iri kuita zuda muparavara worizora vaseline pasi baby oil pamusoro beche magaro nemakumbo ngazvivaime kupenya chaiko now set the house on fire π₯ π murume ngaadhakwe nebeche this weekend akanganwe doro πππ Join Chinamwali Online Classes π₯$30 per month
26/09/2026
Zvemarriage ndezvenyasha so they say ...... Musikana akabvisa nhumbu 19 anoroorwa akatochata ana tete kunhonga mundiro bhawa ranger raroorwa zvaro ana sister veku praise and worship vachitosvorwa nemjolo left right and center..... What most of you miss is kunamata hakusi kupusa changamuka, chinokusiyanisa nebhawa ranger akabvisa nhumbu 20 ndechekuti they mastered the game of men ,hapamborina kana nyasha apa ,sisi pavaita galavanting vakaunganidza manotes vakanzwisisa kuti murume anofunga nemboro and she applied the notes Pana dude wake waaida kuti amuroore SIMPLE!!!
Imimi madarlings angu veku church ndipo pamunodyirwa tsoro yese ipapa ,ipapa ndipo pamurikudonhera because munenge musina manotes , munenge musina mutac tic so you will pray and beg God for a man zvoramba because you applying prayer where prayer isn't required.... You end up bitter watsamwira Mwari because you are asking him to do your part which is impossible, ka game kemjolo kanotoda ruzivo ,it's easy kukonhesa dude kuti akuroore Join Chinamwali lessons
26/09/2026
Rule number 1 pa doggie musana ngaudonhe , musana ngauite gomba pakati, garo riri mudenga nhai ka π mabvi haaisiriwo anoenda palanding position please takati unopfugama nemukati mema knees ako ..... Makumbo ovhurwa aya ,mazamu ngaaende pafloor or pabed .... Kana doggie bounce haizonetse .....now gomba iro rinoita kuti mboro yaDaddy isagume muromo wechibereko ,kune vaya vanoti ndinorwadziwa nedog style or ndinopindwa nemhepo it's just because you are positioning yourself zvisirizvo ,huyai tidzidze kuchinamwali kwedu uko full throttle as serious as hell
Join Chinamwali Online Classes π₯$30 per month
22/09/2026
Pa blow job tine mhando 4 dzeku blower nadzo
1.Face f**k
2.LBJ
3.OYK
4.throat Job
Wonzwa mumwe achiti s*x haidzidziswe π
Kana uchiyamwa mboro my darling this is what you do....unoshepa rurimi rwako sezvatinodzidzisa mugroup redu,wobva waibata kamubatiro Kaye katinodzidzisa mugroup,wobva waenda paposition iya yatakataura iya .....unotanga nekuita inonzi dick teasing iya yatakataura,then wozoita p***s massage and .........my darling marriage inoda art,s*x
inodzidzwa,usanyeperwe kuti s*x haidzidziswe munhu...come join chinamwali online lessons $30 USD per month udzidze Cindy's we always deliver the best
20/09/2026
I have seen how defensive women get whenever anything to do with spicing up marriages is mentioned, haaa women get so defensive.... Here is what I have learnt, behind all that rage that defensiveness there's a woman who used to believe in love unfortunately she was hurt and I get it, what I don't get is why do you think kuti varume vakafanana ??? Varume havana kufanana asikana let's not paint them with the same brush ,kunze uko kune varume vano deserver kupfugamirwa , kune varume vano deserver kupepetwa nechiuno kusvikira akudzvova beche nechikapa , of course no man is perfect neither are you my darling ,so patinotaura zvekufadza ana dzedzi we are not talking about murume anodya pay yese kubhawa nemahure or anorova mukadzi ,or a man who doesn't even try to be a husband, we're talking of man with character, a man who tries ivavo ndivo vanodhonzerwa matinji,ivavo ndivo vatinoisira mudziisabeche ,so before you come here uchitamba karate kuti hee varume havana mugoni, be sure urikuziva kuti which men ??
18/09/2026
Kunonzi kuutsa murono tinokudzidzisa kuChinamwali, Chapter 2. It takes time kuzvigona but wazvigona chete, zvapera. Dad newe munoita bhandi nebhurugwa ,zvine effect zvekuti zvinoita beche riite extremely narrow and very, very tight, mboro inopinda nekubuda ichinyatsozadza rese beche, uku ichipuruzira kabeans kako because kanenge katarisa pasi manje. Zviya zvekuti murume haa comment s*x Kunyepa uko. Kunyeperana kuya kuti murume anenge agara achida kuenda,hee nyangwe ukadii nyangwe ukadii kusimbisana madarlings. Inhema dzekusaziva sviro dziya. Unotozvidzidza ,come Join Chinamwali Chapter 2 Online Classes
Kana wakapinda mufirst class now join Second class $35 USD per month
18/09/2026
Ndinzweiwo vasikana , inini vanondiziva you all know that I advocate for marriage , chese chine chekuita nekugadzirisa mamarriage edu aiwa ndinomirizika chaizvo, marriage yakakosha chaizvo, asi iwewe my beautiful darling wakakoshesa , kana wazama zvese zvaunokwanisa kuti marriage imire zvikaramba dzoka kumba we still love you you're still part of us , wazama communication nemumwe wako , wazama kugeza geza nemanotes atinokupai pano ,wazama chikapa ,kubika ,kuva hands on , kupa murume respect kunamata etc but still munhu oramba achivhura large π come back home Hun π wakatikoshera
16/09/2026
Darling beche hwani can be served nenzira dzakasiyana Kuna daddy vakapenga ,kuita mad chaiko nebeche rine matricks ,beche rinosvuta mboro,rinosvisvina mboro,rinoiswa mahazards ,huya kuAunt Cindy's bedroom secrets group uko tikupe matips ,udzidze Chinamwali Online lessons $30 per month
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Harare
Alerts
Be the first to know and let us send you an email when Chinamwali Secrets , Ladies Lounge posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.